Basa pano

  • Full Time
  • Goodwood, Northern Suburbs

TATO CHIPS

Kana uri kutsvaga easy cash ndibate. Kune basa rekumenya nekucheka mapotatoes,tinobhadhara R5 per pocket/bag. There is no time to finish,kana ukapedza kumenya 10 bags in 30 minutes unobhadharwa for 10 bags.
Tinowanikwa opp Vasco ShopRite kuGoodwood.
Number dzangu 0760451763